Proverbs 8:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoɗa ʋanondiɗa; Ʋanonditȿaka nomŋoyo wose ʋacandiwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoda avo vanondida, uye vaya vanonditsvaka vanondiwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoda vanondida uye vose vanonditsvaka nomwoyo wose vanondiwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoda vanondida; Vanonditsvaka nomwoyo wose vachandiwana.
Shona 2009?
Ndinoda vanondida; Vanonditsvaka nomoyo wose vachandiwana.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoda vanondida; Vanonditsvaka nomwoyo wose vachandiwana.