Proverbs 8:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiɓereko ɀaŋgu ɀakanaka kupfuʋura ndarama, kunyaŋge ndarama yakaiȿo‐naka; Ɀandinowana ɀinopfuʋura sirveri yakasarurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chibereko changu chakanaka kupfuura goridhe rakaisvonaka; zvandinobereka zvinopfuura sirivha yakaisvonaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchero wangu uri nani pane ndarama kunyange ndarama yakanakisa uye mukoho wangu unokunda sirivha yakanakisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvibereko zvangu zvakanaka kupfuura ndarama, kunyange ndarama yakaisvonaka; Zvandinowana zvinopfuura sirivha yakasarurwa.
Shona 2009?
Zvibereko zvangu zvakanaka kupfuura ndarama, kunyange ndarama yakaisvonaka; Zvandinowana zvinopfuura sirivha yakasarurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvibereko zvangu zvakanaka kupfuura ndarama, kunyangwe ndarama yakaisvonaka; Zvandinowana zvinopfuura sirivha yakasarurwa.