Proverbs 8:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakandiʋumba pakuʋamba kwenzira yake, Kutaŋgira maɓasa ake akare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Jehovha akandibudisa sebasa rake rokutanga pamabasa ake, kutangira mabasa ake akare;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi aiva neni pakutanga kwamaitiro ake chaiwo, ndini ndaiva chokutanga chezviito zvake zvakare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akandiumba pakuvamba kwenzira yake, Kutangira mabasa ake akare.
Shona 2009?
Jehovha akandiumba pakuvamba kwenzira yake, Kutangira mabasa ake akare.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akandiumba pakuvamba kwenzira yake, Kutangira mabasa ake akare.