Proverbs 8:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makuŋgwa asati aʋa’po, ini ndakaɓerekwa; Pasinamatsime anemvura zhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makungwa asati avapo, ndakaberekwa, pasati pava nezvitubu zvine mvura zhinji;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaberekwa hwenje husati hwavapo pasi pasati pava nezvisipiti zvizere nemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makungwa asati avapo, ini ndakaberekwa; Pasina matsime ane mvura zhinji.
Shona 2009?
Makungwa asati avapo, ini ndakaberekwa; Pasina matsime ane mvura zhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Makungwa asati avapo, ini ndakaberekwa; Pasina matsime ane mvura zhinji.