Proverbs 8:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yaakaitira guŋgwa miganho yaro, Kuti mvura irege kuɗarika murairo wake, Pakutara kwake nheyo dzapasi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
paakapa gungwa miganhu yaro kuti mvura dzirege kudarika zvaakarayira, uye paakateya nheyo dzenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
paakaisira gungwa miganhu yaro kuitira kuti mvura irege kutyora mitemo yake paakatara ugaro hwenyika,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva yaakaitira gungwa miganho yaro, Kuti mvura irege kudarika murayiro wake, Pakutara kwake nheyo dzapasi;
Shona 2009?
Panguva yaakaitira gungwa miganho yaro, Kuti mvura irege kudarika murayiro wake, Pakutara kwake nheyo dzapasi;
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yaakaitira gungwa miganhu yaro, Kuti mvura irege kudarika murairo wake, Pakutara kwake nheyo dzapasi;