Proverbs 8:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwai, nokuti ndicataura ɀinhu ɀakaiȿo‐naka; Nokuti miromo yaŋgu icashamira ɀinhu ɀakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Teererai, nokuti ndine zvinhu zvinokosha zvokutaura; ndinozarura muromo wangu kuti nditaure zvakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Teererai nokuti ndichataura zvinhu zvakakosha, mumuromo mangu muchabva zvakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwai, nokuti ndichataura zvinhu zvakaisvonaka; Nokuti miromo yangu ichashamira zvinhu zvakarurama.
Shona 2009?
Inzwai, nokuti ndichataura zvinhu zvakaisvonaka; Nokuti miromo yangu ichashamira zvinhu zvakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Inzwai, nokuti ndichataura zvinhu zvakaisvonaka; Nokuti miromo yangu ichashamira zvinhu zvakarurama.