Proverbs 8:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀiri pacena kunounenjere; Ɀakarurama kunaiʋo ʋakawana ziʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kune ane njere ose zvawo akarurama, akarurama kuna avo vane zivo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ose akati twasa kuna anonzwisisa uye akarurama kune vanowana ruzivo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose zviri pachena kuno ane njere; Zvakarurama kuna ivo vakawana zivo.
Shona 2009?
Zvose zviri pachena kuno anenjere; Zvakarurama kuna ivo vakawana zivo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvose zviri pachena kuno ane njere; Zvakarurama kuna ivo vakawana zivo.