Proverbs 9:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana wakacenjera, iwe, wakaɀicenjerera hako; Kana uri muɗaɗiri, iwe woga ucaʋa nemhoȿa yaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana uri wakachenjera, uchenjeri hwako huchakupa mubayiro; kana uri mudadi, iwe woga ndiwe uchatambura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana wakangwara zvinobatsira iwe kana uri munhu wokunyomba nhamo ndeyako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana wakachenjera, iwe, wakazvichenjerera hako; Kana uri mudadiri, iwe woga uchava nemhosva yazvo.
Shona 2009?
Kana wakachenjera, iwe, wakazvichenjerera hako; Kana uri mudadiri, iwe woga uchava nemhosva yazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana wakachenjera, iwe, wakazvichenjerera hako; Kana uri mudadiri, iwe woga uchava nemhosva yazvo.