Proverbs 9:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mvura yaɓiwa inozipa, Ciŋgwa cinodyiwa pakaʋanda cinonaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mvura yakabiwa inozipa; zvokudya zvinodyirwa muchivande zvinonaka!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Inga wani mvura yokuba inotapira uye chingwa chokudya muchivande chinonaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mvura yabiwa inozipa, Chingwa chinodyiwa pakavanda chinonaka.”
Shona 2009?
"Mvura yabiwa inozipa, Chingwa chinodyiwa pakavanda chinonaka."
Shona SUB 2002 Bible
“Mvura yabiwa inozipa, Chingwa chinodyiwa pakavanda chinonaka.”