Proverbs 9:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Bgakaɓaya ɀipfuwo ɀabgo; Bgakaveŋganisa waini yabgo; Bgakagadzira ʋo tafura yabgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hwakabika nyama yahwo; uye hukavhenganisa waini yahwo; hwagadzirawo tafura yahwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hwabaya zvibayiro zvahwo, hwasanganisa waini yahwo uye hwagadzira tafura yahwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hwakabaya zvipfuwo zvahwo; Hwakavenganisa waini yahwo; Hwakagadzirawo tafura yahwo.
Shona 2009?
Hwakabaya zvipfuwo zvahwo; Hwakavhenganisa waini yahwo; Hwakagadzirawo tafura yahwo.
Shona SUB 2002 Bible
Hwakabaya zvipfuwo zvahwo; Hwakavenganisa waini yahwo; Hwakagadzirawo tafura yahwo.