Proverbs 9:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuyai mudye ciŋgwa caŋgu, Munwe waini yandakaveŋganisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyai, mudye zvokudya zvangu munwe waini yandavhenganisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uyai mudye chingwa changu munwe waini yandasanganisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Uyai mudye chingwa changu, Munwe waini yandakavhenganisa.
Shona 2009?
"Uyai mudye chingwa changu, Mumwe waini yandakavhenganisa.
Shona SUB 2002 Bible
“Uyai mudye chingwa changu, Munwe waini yandakavhenganisa.