Proverbs 9:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kusaȿinuka, murarame; Mufambe nenzira yenjere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Siyai nzira dzenyu dzisina mano mugorarama; fambai munzira yokunzwisisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Siyanai nokusanzwisisa murarame mutevere nzira inoratidza kunzwisisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kusasvinuka murarame; Mufambe nenzira yenjere.”
Shona 2009?
Regai kusasvinuka murarame; Mufambe nenzira yenjere."
Shona SUB 2002 Bible
Regai kusasvinuka murarame; Mufambe nenzira yenjere.”