Proverbs 9:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaraira muɗaɗiri, kuti arege kukuʋeŋga; Raira munhu wakacenjera, iye ucakuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usatsiura mudadi kuti arege kukuvenga; tsiura munhu akachenjera uye achakuda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatsiure anoshora, nokuti anozokuvenga ukatsiura mungwaru anokuda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usaraira mudadiri, kuti arege kukuvenga; Raira munhu wakachenjera, iye achakuda.
Shona 2009?
Usaraira mudadiri, kuti arege kukuvenga; Raira munhu wakachenjera, iye achakuda.
Shona SUB 2002 Bible
Usaraira mudadiri, kuti arege kukuvenga; Raira munhu wakachenjera, iye achakuda.