Psalms 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova unoziʋa nzira yaʋakarurama; Asi nzira yaʋakaipa icaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha anotarira nzira yavakarurama, asi nzira yavakaipa ichaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha anoziva nzira yavakarurama; Asi nzira yavakaipa ichaparadzwa.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha anoziva nzira yavakarurama; Asi nzira yavakaipa ichaparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha anoziva nzira yavakarurama; Asi nzira yavakaipa ichaparadzwa.