Psalms 10:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoti mumŋoyo make: Mŋari wakaŋganwa; Unoʋanza ciso cake, haaŋgatoŋgoɀiʋoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anoti mumwoyo make, “Mwari akanganwa; akafukidza chiso chake uye haazoonizve.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofunga kuti Mwari anokanganwa; anozarira maziso ake; haambondioni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anoti mumwoyo make, “Mwari akanganwa; Anovanza chiso chake, haangatongozvioni.”
Shona 2009?
Anoti mumoyo make, "Mwari akangamwa; Anovanza chiso chake, haangatongozvioni."
Shona SUB 2002 Bible
Anoti mumwoyo make, “Mwari akanganwa; Anovanza chiso chake, haangatongozvioni.”