Psalms 10:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maɀiʋona henyu; nokuti munoʋona kutambudzika nokucema, kuti muɀiɓate muruʋoko rwenyu; Usinomuɓatsiri unoɀiisa kwamuri; Makaʋa muɓatsiri wenherera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi imi, iyemi Mwari, munoona kutambudzika nokusuwa; munokutarisisa kuti mukupedze. Asina simba anozviisa kwamuri; muri mubatsiri wenherera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munoona zvenyu, hongu matambudziko nenhamo munozviona; munozvibata kuti muzotsividza noruoko rwenyu, nherera dzinozviisa mumaoko enyu imi mubatsiri wenherera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazviona henyu; nokuti munoona kutambudzika nokuchema, kuti muzvibate muruoko rwenyu; asinamubatsiri anozviisa kwamuri; Makava mubatsiri wenherera.
Shona 2009?
Mazviona henyu; nokuti munoona kutambudzika nokuchema, kuti muzvibate muruoko rwenyu; asinamubatsiri anozviisa kwamuri; Makava mubatsiri wenherera.
Shona SUB 2002 Bible
Mazviona henyu; nokuti munoona kutambudzika nokuchema, kuti muzvibate muruoko rwenyu; asina mubatsiri anozviisa kwamuri; Makava mubatsiri wenherera.