Psalms 10:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaipa unoɀirumbidza pamsoro peɀinoɗa mŋoyo wake, Unoruciʋa unoramba Jehova nokumuɀidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anozvirumbidza pamusoro pezvinopangwa nomwoyo wake; anoropafadza vanokara uye anozvidza Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti munhu akaipa anotozvirovera dundundu havi dzake. Munhu ana makaro anoshonha nokuramba TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti wakaipa anozvirumbidza pamusoro pezvinoda mwoyo wake, Anoruchiva anoramba Jehovha nokumuzvidza.
Shona 2009?
Nokuti wakaipa anozvirumbidza pamusoro pezvinoda moyo wake, Anoruchiva anoramba Jehovha nokumuzvidza.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti wakaipa anozvirumbidza pamusoro pezvinoda mwoyo wake, Ano ruchiva anoramba Jehovha nokumuzvidza.