Psalms 10:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɀikudza kweciso cake, wakaipa unoti: Haaŋgabvunzi. Ndaŋgariro dzake dzose dzinoti: HakunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakuzvikudza kwake wakaipa haamutsvaki; mundangariro dzake dzose hamuna nzvimbo yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wakaipa, nokuzvikudza kwake, muna zvose zvaanofunga haana basa naTENZI, anoti, “Hakuna Mwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuzvikudza kwechiso chake, wakaipa anoti, “Haangabvunzi.” Ndangariro dzake dzose dzinoti, “Hakuna Mwari.”
Shona 2009?
Nokuzvikudza kwechiso chake, wakaipa anoti, "Haangabvunzi." Ndangariro dzake dzose dzinoti, "Hakuna Mwari."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuzvikudza kwechiso chake, wakaipa anoti, “Haangabvunzi.” Ndangariro dzake dzose dzinoti, “Hakuna Mwari.”