Psalms 10:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoti mumŋoyo make: Handiŋgazunuŋguswi; Handiŋgaʋi panhamo kuȿikira kumarudzi aŋgu ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anoti pakufunga kwake, “Hakuna chichandizunungusa; ndichagara ndakafara uye handingatongotambudziki.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anozviti nechomumwoyo, handimbotsukunyuki, pazvizvarwa zvose hapana chinondiwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anoti mumwoyo make, “Handingazununguswi; Handingavi panhamo kusvikira kumarudzi angu ose.”
Shona 2009?
Anoti mumoyo make, "Handingazununguswi; Handingavi panhamo kusvikira kumarudzi angu ose."
Shona SUB 2002 Bible
Anoti mumwoyo make, “Handingazununguswi; Handingavi panhamo kusvikira kumarudzi angu ose.”