Psalms 100:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ziʋai kuti Jehova ndiye Mŋari; Ndiye wakatiita, tiri ʋanhu ʋake; Tiri ʋanhu ʋake, namakwai anofudzwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari. Ndiye akatiita, uye tiri vake; tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvizivei kuti TENZI ndiMwari, ndiye akatisika uye kuti tiri vake. Tiri vanhu vake, hwai dzake dzaanochengeta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari; Ndiye wakatiita, tiri vanhu vake; Tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.
Shona 2009?
Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari; Ndiye wakatiita, tiri vanhu vake; Tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari; Ndiye wakatiita, tiri vanhu vake; Tiri vanhu vake, namakwai anofudzwa naye.