Psalms 101:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo wakatsauka ŋgaubve kwandiri; Handiɗi kuziʋa ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vane mwoyo yakatsauka vachava kure neni; handichazovi nechokuita nechakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uipi ndichasiana nahwo, handidi kumbofa ndakaita ukama nouipi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wakatsauka ngaubve kwandiri; Handidi kuziva zvakaipa.
Shona 2009?
Moyo wakatsauka ngaubve kwandiri; Handidi kuziva zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wakatsauka ngaubve kwandiri; Handidi kuziva zvakaipa.