Psalms 101:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoitira ʋokwake makuhwa, ndicamuparadza; Unotarira namanyawi, nounomŋoyo unoɀikudza, handiŋgaʋi nehanya naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani anoitira muvakidzani wake makuhwa pakavanda, iyeye ndiye wandichaita kuti anyarare; ani naani ane meso anozvikudza nomwoyo unozvikudza, iyeye handingamuregi akadaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoreva mumwe wake muchivande, ndichamuparadza. Munhu anozvitutumadza, anozvikudza handidi, kuita hanya naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anoitira vokwake makuhwa, ndichamuparadza; Anotarira namanyawi, nounomwoyo unozvikudza, handingavi nehanya naye.
Shona 2009?
Anoitira vokwake makuhwa, ndichamuparadza; Anotarira namanyawi, nounomoyo unozvikudza, handingavi nehanya naye.
Shona SUB 2002 Bible
Anoitira vokwake makuhwa, ndichamuparadza; Anotarira namanyawi, nouno mwoyo unozvikudza, handingavi nehanya naye.