Psalms 102:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗa kwehasha dzenyu nokutsamŋa kwenyu; Nokuti makandisimudza mukandirasha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuda kwehasha dzenyu huru, nokuti makandisimudza mukandikanda parutivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamusana pokutsamwa kwenyu nehasha nokuti makanditora mukandikanda kwakadaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuda kwehasha dzenyu nokutsamwa kwenyu; Nokuti makandisimudza mukandirasha.
Shona 2009?
Nokuda kwehasha dzenyu nokutsamwa kwenyu; Nokuti makandisimudza mukandirasha.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuda kwehasha dzenyu nokutsamwa kwenyu; Nokuti makandisimudza mukandirasha.