Psalms 102:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa aŋgu akafanana nomumvuri wareɓa; Ndawoma soʋuswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mazuva angu akaita somumvuri wamadekwana; ndinosvava souswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazuva angu akaita somumvuri wamanheru, ndinouna souswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva angu akafanana nomumvuri wareba; Ndaoma souswa.
Shona 2009?
Mazuva angu akafanana nomumvuri wareba; Ndaoma souswa.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva angu akafanana nomumvuri wareba; Ndaoma souswa.