Psalms 102:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi mucasimuka, mukanzwira Zioni ŋgoni; Nokuti ŋguʋa yaʋa’po yokurinzwira tsitsi, ɀirokwaɀo, ŋguʋa, yakatarwa, yaȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi muchasimuka mugonzwira Zioni tsitsi, nokuti ndiyo nguva yokurinzwira nyasha; nguva yakatarwa yasvika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchasimuka henyu monzwira ngoni guta reZioni, iri nguva yokurinzwira tsitsi, nguva yakatemwa inenge yasvika
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi muchasimuka, mukanzwira Zioni ngoni; Nokuti nguva yavapo yokurinzwira tsitsi, zvirokwazvo, nguva, yakatarwa, yasvika.
Shona 2009?
imwi muchasimuka, mukanzwira Ziyoni ngoni; Nokuti nguva yavapo yokurinzwira tsitsi, zvirokwazvo, nguva, yakatarwa, yasvika.
Shona SUB 2002 Bible
Imi muchasimuka, mukanzwira Zioni ngoni; Nokuti nguva yavapo yokurinzwira tsitsi, zvirokwazvo, nguva, yakatarwa, yasvika.