Psalms 102:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ɀaakaʋaka Zioni, Akaʋonekwa nokubginya kwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha achavakazve Zioni, agozviratidza pakubwinya kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti TENZI achavakazve guta reZioni, achazviratidza nembiri yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha zvaakavaka Zioni, Akaonekwa nokubwinya kwake;
Shona 2009?
Jehovha zvaakavaka Ziyoni, Akaonekwa nokubwinya kwake;
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha zvaakavaka Zioni, Akaonekwa nokubwinya kwake;