Psalms 102:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀi ɀicanyorerwa rudzi runozoʋuya; Ʋanhu, ʋacazosikwa, ʋacarumbidza Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ngazvinyorerwe marudzi amangwana, kuti vanhu vasati vasikwa vagorumbidza Jehovha vachiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ngazvinyorerwe chizvarwa chinouya kuitira kuti vanhu vasati vazvarwa varumbidze TENZI;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvi zvichanyorerwa rudzi runozouya; Vanhu, vachazosikwa, vacharumbidza Jehovha.
Shona 2009?
Izvi zvichanyorerwa rudzi runozouya; Vanhu, vachazosikwa, vacharumbidza Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Izvi zvichanyorerwa rudzi runozouya; Vanhu, vachazosikwa, vacharumbidza Jehovha.