Psalms 102:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakatarira pasi ari panɀimbo yake tȿene yakakwirira; Jehova wakacerekedza nyika ari kuɗeŋga;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Jehovha akatarira pasi ari panzvimbo yake tsvene yakakwirira, ari kudenga akacherechedza pasi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti akatarira pasi ari munzvimbo yake yokumusoro inoera. TENZI akatarisa pasi ari kudenga
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti wakatarira pasi ari panzvimbo yake tsvene yakakwirira; Jehovha akacherekedza nyika ari kudenga;
Shona 2009?
Nokuti wakatarira pasi ari panzvimbo yake tsvene yakakwirira; Jehovha akacherekedza nyika ari kudenga;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti wakatarira pasi ari panzvimbo yake tsvene yakakwirira; Jehovha akacherechedza nyika ari kudenga;