Psalms 102:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makateya nyika kare‐kare; Neɗeŋga rose iɓasa ramaʋoko enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamavambo makateya nheyo dzenyika, uye kudenga denga ndiro basa ramaoko enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasi chigare, makaisa ugaro hwenyika, matenga ibasa ramaoko enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makateya nyika kare-kare; Nedenga rose ibasa ramaoko enyu.
Shona 2009?
Makateya nyika kare-kare; Nedenga rose ibasa ramaoko enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Makateya nyika kare–kare; Nedenga rose ibasa ramaoko enyu.