Psalms 102:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo waŋgu warobga soʋuswa, wawoma; Nokuti ndinokaŋganwa kudya ɀokudya ɀaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wangu warohwa uye waoma souswa; ndinokanganwa kudya zvokudya zvangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwoyo wangu wasvaviswa, wauna souswa, ndava kutokanganwa kudya chokudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wangu warohwa souswa, waoma; Nokuti ndinokanganwa kudya zvokudya zvangu.
Shona 2009?
moyo wangu warohwa souswa, waoma; Nokuti ndinokangamwa kudya zvokudya zvangu.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wangu warohwa souswa, waoma; Nokuti ndinokanganwa kudya zvokudya zvangu.