Psalms 102:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakadya maɗota seɀokudya, Ndikaveŋganisa ɀokunwa ɀaŋgu nemisodzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinodya madota sechokudya changu, uye ndinovhenganisa zvokunwa zvangu nemisodzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndinodya dota sechingwa, ndichisanganisa chokunwa changu nemisodzi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakadya madota sezvokudya, Ndikavhenganisa zvokunwa zvangu nemisodzi.
Shona 2009?
Nokuti ndakadya madota sezvokudya, Ndikavhenganisa zvokumwa zvangu nemisodzi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakadya madota sezvokudya, Ndikavhenganisa zvokunwa zvangu nemisodzi.