Psalms 103:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raDavidi. Rumbidza Jehova, mŋeya waŋgu; Ɀose ɀiri mukati maŋgu ŋgaɀirumbidze zita rake dɀene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raDhavhidhi. [1] Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu; zvose zviri mukati mangu, ngazvirumbidze zita rake dzvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rwiyo rwaDhavhidhi. Rumbidza TENZI iwe mweya wangu uye zvose zviri mandiri, rumbidzai zita rake rinoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rumbidzai Jehovha, mweya wangu; Zvose zviri mukati mangu ngazvirumbidze zita rake dzvene.
Shona 2009?
Rumbidza Jehovha, mweya wangu; Zvose zviri mukati mangu ngazvirumbidze zita rake dzvene.
Shona SUB 2002 Bible
Rumbidzai Jehovha, mweya wangu; Zvose zviri mukati mangu ngazvirumbidze zita rake dzvene.