Psalms 103:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haana‐kutiitira seɀakafanira ɀiʋi ɀeɗu, Kana kutipa muɓairo seɀakafanira ɀakaipa ɀeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
haatiitiri sezvakafanira zvivi zvedu, kana kutipa mubayiro sezvakafanira zvakaipa zvedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haatiitiri zvakaenzana nezvitadzo zvedu kana kutipa mubayiro maererano nouipi hwedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haana kutiitira sezvakafanira zvivi zvedu, Kana kutipa mubayiro sezvakafanira zvakaipa zvedu.
Shona 2009?
Haana kutiitira sezvakafanira zvivi zvedu, Kana kutipa mubayiro sezvakafanira zvakaipa zvedu.
Shona SUB 2002 Bible
Haana kutiitira sezvakafanira zvivi zvedu, Kana kutipa mubairo sezvakafanira zvakaipa zvedu.