Psalms 103:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti sokukwirira kwokuɗeŋga kumsoro, Ndiɀo ɀakaita kukura kweŋgoni dzake kunaʋanomutya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti sokukwirira kwaakaita kudenga kumusoro kwenyika, ndizvo zvakaita kukura kworudo rwake kuna vanomutya;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokukwira kwakaita denga kubva pasi ndokukura kwakaita mwoyochena wake kuna vanomutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti sokukwirira kwokudenga kumusoro, Ndizvo zvakaita kukura kwengoni dzake kuna vanomutya.
Shona 2009?
Nokuti sokukwirira kokudenga kumusoro, Ndizvo zvakaita kukura kwengoni dzake kuna vanomutya.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti sokukwirira kwokudenga kumusoro, Ndizvo zvakaita kukura kwengoni dzake kuna vanomutya.