Psalms 103:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sokuʋa‐kure kwamabvazuʋa namaʋirira, Saiɀoɀo wakabvisa kuɗarika kweɗu kwose kure nesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
sokuva kure kwamabvazuva namavirira, saizvozvo akabvisa kudarika kwedu kwatiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokutaramukana kwakaita kumabvazuva nokumadokero ndokutaramutsa kwaanoita zvikanganiso zvedu kubva kwatiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sokuva kure kwamabvazuva namavirira, Saizvozvo akabvisa kudarika kwedu kwose kure nesu.
Shona 2009?
Sokuva kure kwamabvazuva namavirira, Saizvozvo akabvisa kudarika kwedu kose kure nesu.
Shona SUB 2002 Bible
Sokuva kure kwamabvazuva namavirira, Saizvozvo akabvisa kudarika kwedu kwose kure nesu.