Psalms 103:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iye unoziʋa catakaitwa naco, Unoraŋgarira kuti tiri guruʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti anoziva kuti takaumbwa sei, anorangarira kuti tiri guruva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti anoziva maumbirwo atakaitwa anoyeuka kuti tiri huruva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti iye anoziva chatakaitwa nacho, Anorangarira kuti tiri guruva.
Shona 2009?
Nokuti iye anoziva chatakaitwa nacho, Anorangarira kuti tiri guruva.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti iye anoziva chatakaitwa nacho, Anorangarira kuti tiri guruva.