Psalms 103:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ŋgoni dzaJehova dziri’po nokusiŋgaperi‐peri kunaʋanomutya, Nokururama kwake kuʋana ʋaʋana ʋaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi, rudo rwaJehovha rwuri pana avo vanomutya, nokururama kwake kuvana vavana vavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mwoyochena waTENZI uripo narini narini kuna vanomutya uye ururami hwake hunosvika kuvana vavana
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ngoni dzaJehovha dziripo nokusingaperi-peri kuna vanomutya, Nokururama kwake kuvana vavana vavo;
Shona 2009?
Asi ngoni dzaJehovha dziripo nokusingaperi-peri kuna vanomutya, Nokururama kwake kuvana vavana vavo;
Shona SUB 2002 Bible
Asi ngoni dzaJehovha dziripo nokusingaperi–peri kuna vanomutya, Nokururama kwake kuvana vavana vavo;