Psalms 103:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakasimbisa cigaro cake coʋushe kuɗeŋga‐ɗeŋga; Ʋushe bgake ʋunoɓata ɀinhu ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akasimbisa chigaro chake choushe kudenga, uye ushe hwake hunotonga zvinhu zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI akaisa chigaro chake chokutonga mudenga, umambo hwake hunotonga zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akasimbisa chigaro chake choushe kudenga-denga; Ushe hwake hunobata zvinhu zvose.
Shona 2009?
Jehovha akasimbisa chigaro chake choushe kudenga-denga; Ushe hwake hunobata zvinhu zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akasimbisa chigaro chake choushe kudenga–denga; Ushe hwake hunobata zvinhu zvose.