Psalms 103:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rumbidza Jehova, mŋeya waŋgu, Urege kukaŋganwa mikomborero yake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu, uye urege kukanganwa mikomborero yake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rumbidza TENZI iwe mweya wangu; usakanganwe zvikomborero zvake zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rumbidza Jehovha, mweya wangu, Urege kukanganwa mikomborero yake;
Shona 2009?
Rumbidza Jehovha, mweya wangu, Urege kukangamwa mikomborero yake;
Shona SUB 2002 Bible
Rumbidza Jehovha, mweya wangu, Urege kukanganwa mikomborero yake;