Psalms 103:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unodzikinura ʋupenyu bgako pakuparadzwa; Unokuisa korona yoʋunyoro neŋgoni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anodzikinura upenyu hwako kubva pagomba, uye anokushongedza korona yorudo netsitsi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anokununura kuti urege kuenda kuguva. Pamusoro pazvose anokuitira mwoyochena netsitsi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anodzikinura hupenyu hwako pakuparadzwa; Anokuisa korona younyoro nengoni;
Shona 2009?
Anodzikunura hupenyu hwako pakuparadzwa; Anokuisa korona younyoro nengoni;
Shona SUB 2002 Bible
Anodzikinura upenyu hwako pakuparadzwa; Anokuisa korona younyoro nengoni;