Psalms 103:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova unoita ɀinhu ɀakarurama, Nokururamisira ʋose ʋanomanikidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anoita zvakarurama, uye anoruramisira vose vakadzvinyirirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI anomiririra nokuitira zvino ruenzaniso vose vanodzvinyirirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha anoita zvinhu zvakarurama, Nokururamisira vose vanomanikidzwa.
Shona 2009?
Jehovha anoita zvinhu zvakarurama, Nokururamisira vose vanomanikidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha anoita zvinhu zvakarurama, Nokururamisira vose vanomanikidzwa.