Psalms 104:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rumbidza Jehova, mŋeya waŋgu! Jehova Mŋari waŋgu, muri mukuru kwaɀo; Makafukidzwa nokukudzwa noʋumambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rumbidza Jehovha, mweya wangu. Haiwa Jehovha Mwari wangu, muri mukuru kwazvo; makashongedzwa nokubwinya noumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rumbidza TENZI mweya wangu TENZI Mwari wangu muri mukuru kwazvo, makapfeka chiremera nembiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rumbidza Jehovha, mweya wangu! Jehovha Mwari wangu, muri mukuru kwazvo; Makafukidzwa nokukudzwa noumambo.
Shona 2009?
Rumbidza Jehovha, mweya wangu! Jehovha Mwari wangu, muri mukuru kwazvo; Makafukidzwa nokukudzwa noumambo.
Shona SUB 2002 Bible
Rumbidza Jehovha, mweya wangu! Jehovha Mwari wangu, muri mukuru kwazvo; Makafukidzwa nokukudzwa noumambo.