Psalms 104:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unomeresa ʋuswa bgeɀipfuwo, Nemiriʋo, inoɓatsira ʋanhu; Kuti aɓuɗise ɀokudya pasi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anomeresa uswa hwemombe, nembeu kuti vanhu vasakure, achibudisa zvokudya kubva pasi:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munokudzira mombe uswa uye mbeu dzokuti munhu arime kuitira kuti aburitse zvokudya muvhu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anomeresa uswa hwezvipfuwo, Nemiriwo, inobatsira vanhu; Kuti abudise zvokudya pasi;
Shona 2009?
Anomeresa uswa bwezvipfuwo, Nemiriwo, inobatsira vanhu; Kuti abudise zvokudya pasi;
Shona SUB 2002 Bible
Anomeresa uswa hwezvipfuwo, Nemiriwo, inobatsira vanhu; Kuti abudise zvokudya pasi;