Psalms 104:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakatara mŋedzi kuti uratidze ŋguʋa; Zuʋa rinoziʋa ŋguʋa yokuʋira kwaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwedzi unotara nguva, uye zuva rinoziva nguva yokuvira kwaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaita mwedzi kuti utare mwaka; zuva rinoziva nguva yokudoka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatara mwedzi kuti uratidze nguva; Zuva rinoziva nguva yokuvira kwaro.
Shona 2009?
Akatara mwedzi kuti uratidze nguva; Zuva rinoziva nguva yokuvira kwaro.
Shona SUB 2002 Bible
Akatara mwedzi kuti uratidze nguva; Zuva rinoziva nguva yokuvira kwaro.