Psalms 104:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoita rima, ʋusiku ndokuʋa’po; Paŋguʋa iyo mhuka dzose dzeɗondo dzinoɓuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munouyisa rima, usiku hugovapo, uye zvikara zvose zvesango zvinobuda kundovhima.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munoita kuti kuite rima huchibva hwava usiku. Mhuka dzose dzesango ndipo padzinobva dzabuda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munoita rima, usiku ndokuvapo; Panguva iyo mhuka dzose dzedondo dzinobuda.
Shona 2009?
Munoita rima, usiku ndokuvapo; Panguva iyo mhuka dzose dzedondo dzinobuda.
Shona SUB 2002 Bible
Munoita rima, usiku ndokuvapo; Panguva iyo mhuka dzose dzedondo dzinobuda.