Psalms 104:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋeshumba ʋanoʋomba ʋacitȿaka ɀaʋaŋgaʋuraya, Ʋanotȿaka ɀokudya ɀaʋo kunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shumba dzinoomba dzichitsvaka nyama, uye dzinotsvaka zvokudya zvadzo kubva kuna Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shumba dzechidiki dzinodzvovera chokudya dzichitsvaka chokudya chadzo kuna Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana veshumba vanoomba vachitsvaka zvavangauraya, Vanotsvaka zvokudya zvavo kuna Mwari.
Shona 2009?
Vana veshumba vanoomba vachitsvaka zvavangauraya, Vanotsvaka zvokudya zvavo kuna Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Vana veshumba vanoomba vachitsvaka zvavangauraya, Vanotsvaka zvokudya zvavo kuna Mwari.