Psalms 104:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana zuʋa riciɓuɗa, dzinoenda hadzo, Dzicindoʋata mumapako adzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zuva robuda, idzo dzinoenda kure; dzinodzokera dzondovata mumapako adzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana zuva rabuda dzinobva dzondorara munzvimbo yadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana zuva richibuda, dzinoenda hadzo, Dzichindovata mumapako adzo.
Shona 2009?
Kana zuva richibuda, dzinoenda hadzo, Dzichindovata mumapako adzo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana zuva richibuda, dzinoenda hadzo, Dzichindovata mumapako adzo.