Psalms 104:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino munhu woɓuɗira kuɓasa rake. Nokumurimo wake kuȿikira maɗekwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo munhu anobuda oenda kubasa rake, kumushando wake kusvikira madekwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anobudawo achienda kubasa rake, kumushando wake kusvikira manheru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino munhu obudira kubasa rake. Nokumurimo wake kusvikira madekwana.
Shona 2009?
Zvino munhu obudira kubasa rake. Nokumurimo wake kusvikira madekwana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino munhu obudira kubasa rake. Nokumurimo wake kusvikira madekwana.