Psalms 104:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa Jehova, maɓasa enyu mazhinji sei! Makaaita ose nenjere; Pasi pazere nefuma yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, mabasa enyu manganiko! Makaaita ose nenjere; nyika izere nezvisikwa zvenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI hakusi kuwanda ikoko kwakaita zvamakaita, makazviita zvose noungwaru nyika izere nezvisikwa zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa Jehovha, mabasa enyu mazhinji sei! Makaaita ose nenjere; Pasi pazere nepfuma yenyu.
Shona 2009?
Haiwa Jehovha, mabasa enyu mazhinji sei! Makaaita ose nenjere; Pasi pazere nefuma yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa Jehovha, mabasa enyu mazhinji sei! Makaaita ose nenjere; Pasi pazere nepfuma yenyu.