Psalms 104:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hero guŋgwa, rakakura iɓamhi, Mukati maro muneɀinhu ɀinokambaira ɀisiŋgagoni kuʋereŋgwa, Ɀipenyu ɀiɗuku neɀikuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hero gungwa, rakakura uye rakapamhamha, rine zvisikwa zvisingagoni kuverengwa, zvipenyu zvikuru nezviduku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ukowo uko hero gungwa rakakura uye rakapamhama rinebvakapfaka rezvinhu zvisingaverengeki, zvinhu zvipenyu zvidiki nezvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hero gungwa, rakakura ibamhi, Mukati maro mune zvinhu zvinokambaira zvisingagoni kuverengwa, Zvipenyu zviduku nezvikuru.
Shona 2009?
Hero gungwa, rakakura ibamhi, Mukati maro mune zvinhu zvinokambaira zvisingagoni kuverengwa, Zvipenyu zviduku nezvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
Hero gungwa, rakakura ibamhi, Mukati maro mune zvinhu zvinokambaira zvisingagoni kuverengwa, Zvipenyu zviduku nezvikuru.